Madam Boss , Mai Titi in another fight

Frenemies  Mai Titi and Madam Boss have engaged in another social media battle after the former blasted the latter for pretending to be all about the glamorous life while her father’s grave lies to waste and her mother’s home resembles a shack.

Ndozvinokupa kuzvinyadzisa pasocial media uchiburitsa dongo pamusha pevabereki shame ndakakunyarira can’t even put a tombstone paguva rababa or kugadzira kitchen yamaivako.

Yet you claim wane Mari uridatya remunhu iwe rinofutiswa nemvura.I live in reality usahwande nechigunwe uchindidenha wonyebera kuzingaira wanzwa? Waona kuti zvakufaya ukati Rega ndidenhe agopindura aruze mafans.

Listen handiraramiswe nevanhu I work ass of for my life I think ukungozvionawo since u all up in my bness recently I opened a shop not a tuckshop maikuru so if you think ndichadonha ukuzvinyebera zvangu ndezvaMwari. Unemariyekutenga pizza iwe vanemari vanyerere

To which Madam Boss replied

Mai Siseni, Mai Bhobhina filter Bhoo here???? Ko Volume zvayo how far.

Ndopaunonzwa rimwe zimunhu richiti heee pwirita pwirita vanoshandisa pwirita ehekah,Saka Shatai mega mai mwana Ndirikuita kunge last Born yemumba me small house ya baba va Beyonce #TeamFirita 

The garrulous Mai Titi went on to take Madam Boss to the cleaners.

Vamwe Mai kudakudenha sevanogona kupedzisa zvanenge vatanga apa uricoward you can’t even fight me face to face otongofira pamaposts. Unotozviziva kuti pafeya uridofo, pandiri hausvike kumeso undiudze junk basa rekundidenha so I retaliate so people can say I’m wrong. Such a pretender, pathetic who_re. Ziva vawakadyisa. inindokukwapaidza idiot.Ndrikukuverengera ndichauya paunoroja panumber 14 ndopaziva remember ndaimbopauya ndikudzidzise chidzidzo ndozvinokupa kunyebera vanhu kuti unemba iweuriroja kuswerorarama fake life kuda kunzi urikumberi. Tsek.wakutorwadziwa neni cz waifunga uneyese zvino Mwari haasi wako wega wanzwa idiot chichingandishamise pamunhu akaita sewe? pfuts***. unoshamisirira vasingakuzive kwandiri makata and yes mafilters bho zvekuti datya iwe. Kana uchigona kudisser huya kumeso ndikuratidze kuti urikabiyasi I don’t need 2 minutes with u ndokukwapaidza load yemasewage yaunotengesera varume iyo. Ndozvinokupa kuzvipa title isingaenderane nechikoro chako

Leave a Reply